Zvaifaya Lyrics Holy Ten

Zvaifaya Lyrics: The song is sung by and has music by Holy Ten While Holy Ten has written the Zvaifaya lyrics.

Zvaifaya Song Holy Ten Details

Vocal/Singer
Music Comsposer Holy Ten
Lyricist Holy Ten

Zvaifaya Lyrics Holy Ten

I’ve been feeling low, right now
We ain’t talking to each other again
But zvanga zviri bho, zvaifaya
And now wakuda ndigare panze, ah
I been feeling low (I been feeling low)
Right now (right now)
We ain’t talking to each other again
But zvanga zviri bho (zvanga zviri bho)
Zvaifaya (zvaifaya)
And now wakuda ndigare panze
Manje ndakura, ndozvawasarudza
Handina hasha dzakudhara pawakajamuka
Ndakatsva, ndakatsva handina kufa
Ndakangobva thought, moyo unopora
And every day pandinokufunga moyo unorova
Right now (right now)
We ain’t talking to each other again
(But baby) but zvanga zviri bho (zvanga zviri bho)
Aiwa zvaifaya (zvaifaya)
And now wakuda ndigare panze
Maybe it’s a silly song (maybe it’s a silly song)
‘Cause maybe ndini ndiri wrong
You know I’m not much munhu wema talks
So, I never say zvacho zvandinenge ndichironga
But I’m trying to stay up, mari ndichitsoma
But it’s looking like progress haipo
Hameno kana muchagarika mumba imomo
Tese takatarisana zvaizvozvi
Ndaku feeler ka pressure mvura pa tap
Ehe ndakubuda ukuda ka space
Ukandifunga uchandishedza
Tikupapotsa, ukuda pork ndirikuda matemba
Ndikuda quart urikuda mangemba
Tirikupesana, tikunetsana but
Every day pandokufunga ndirikuda umwe mukana ’cause
I been feeling low (I been feeling low)
Right now (right now)
We ain’t talking to each other again
But zvanga zviri bho (zvanga zviri bho)
Zvaifaya (zvaifaya)
And now wakuda ndigare panze
I been feeling low (I been feeling low)
Right now (right now)
We ain’t talking to each other again
But zvanga zviri bho (zvanga zviri bho)
Zvaifaya (zvaifaya)
And now wakuda ndigare panze
I been feeling low
We ain’t talking to each other again

Back to top button